Zirabada Primary School

Zirabada Primary School

Share

Primary school in Bikita Masvingo Zimbabwe

25/06/2025

Giving back to the community 🙏
This handball uniform for Zirabada primary school was donated by Chihowa family

We can do more for our community also

Thank you Chihowa family

22/01/2025

Grade 1 and 2 Madam Makaya
Grade 3 Mr Chirichoga
Grade 4 Mr Magidi
Grade 5 Mr Nyahunda
Grade 6 Mr Komichi
Grade 7 Mr Mungiriya
1984-1990
Much appreciated 👏

22/01/2025

ZBS woye

09/01/2025

Bhadharai school fees using zikicash services

09/01/2025

Happy new year parents

31/12/2024

Merry Christmas and a happy new year 🎊

26/10/2024
26/10/2024

Magaisa
Zive
Magidhi
Chisiri
Chabata
Ngwarai
Mabvira
Mazhambe
Chirambadare
Greatest of all time.

26/10/2024

Sir Zive prayer.
Tirivana vadoko hapana chatoziva Amen.
Waziva kwake waziva kwakwe!

23/06/2024

Chikoro masanga.
Taura mazita evanhu vawakasanga navo paZBS

23/11/2023

Good morning citizens

Bikita Masvingo witchcraft is haunting a minor

Guys kuno kune nyaya yakaitika pchkoro chePrimary....kune mwana wegrade 3 akaenda nenyoka kuxul musatchel...

saka nyoka iyi yakabuda vanhu vakaita Garira neko garira neko....saka pakuurawa kwenyoka Head vaivapo...nemamwe mateacher....nevamwe vana....kamwana paye pakaona nyoka ichiraiwa kakabva Kati....wese anoziya kt aisa ruoko rwake pakuraya nyoka ynku...ndokumbirawo muimutse.

Mukazvikonewa mese muri
kufa....chimwe chacho chiECD chikauyawo chichiti
mutsai nyoka yedu ktanga kudzngirira vana vechikoro....

KUtaura kudai Head havachakwanisi kana kutaura...vatongomirira zuva...mamwe mateacher ari kurwara....uuuummm vana muzvkoro umuu vangwarirei askana.... # Masvingo Bikita.....

Want your school to be the top-listed School/college in Boli?

Click here to claim your Sponsored Listing.

Location

Category

Website

Address


Private Bag 608 Nyika Masvingo
Boli