18/02/2026
Join me with my Brother Apostle Stan for the Covernant Night in Kadoma ZPCS Offices
Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Prophet Owen, Tutor/Teacher, Borrowdale.
*PROPHET OWEN CHAYIL* IS THE FOUNDER OF CHRIST GENERATION INTERNATIONAL MINISTY a Prophet Send to spread The Word of God ,The Gospel of Good News Praying Prophesying in Nations
18/02/2026
Join me with my Brother Apostle Stan for the Covernant Night in Kadoma ZPCS Offices
10/01/2026
Hot Spot Religion – Ita connection yako wega
Bible Text: Exodus 32:1-5
Munhu anogona kutenga data bundle rake rekuti aende paInternet using phone yake. Asi iwewe kana usina data, uyu ane data anogona kubatidza inonzi ‘hot spot’ kuti newewo uendewo paInternet uchishandisa data rake. But kana munhu iyeye akaenda kure newe panoita problem yekuti unoruza connection yawambenge wapihwa.
Moses aiva neDirect connection naMwari but zvinoita kunge as if vamwe vana veIsrael vakabatidzirwa ‘hot spot’ naMoses for them to be connected to God, because iye Moses paanokwidza mugomo reSinai kunotaura naMwari for 40 days, absence yake yakaita kuti vanhu vanga vasara pasi pegomo varuze connection naMwari. Vanoenda kuna Aaron and they complain kuti Moses anonoka kudzoka mugumo saka tigadzirire ana Mwari Vanotitungamira. They were now ‘dumping’ kutenda kwavo muna Mwari simply because paita leader asipo (Moses).
There are people like this, kana umwe munhu anotungamira zvekunamata asipo to them it’s a reason enough yekusiya kunamata Mwari. Kana baba or amai vasipo pamba musi iwowo panorarwa pasina kunamatwa or kuitwa devotion. Kana Pastor vasipo, musi iwowo church haipindwe. Zvinoita as if munhu iyeye ndiye ane connection naMwari, vamwe vakabatidzirwa hot spot inongoshanda kana ari pedyo, kana asipo zvavharana.
Paul achinyora pana Philipians 2:12 anoti “Naizvozvo, shamwari dzangu dzinodiwa, sezvamunogara muchiteerera, kwete ndiripo bedzi, asi zvino zvikuru ndisipo, rambai muchishandira ruponeso rwenyu nokutya nokudedera.” Pauro arikubuditsa pfungwa yekuti chinhu chinonzi kunamata ichi hachizi chekuita nekuda kwekuti pane mutangamiri aripo then kana asipo you do chero zvamada, no, you should continue kuita zvinodiwa naMwari even in the absence of someone.
This is only possible kana uine connection naMwari wacho, manje dambudziko redu vazhinji hatina connection naMwari, hatina hukama naMwari asi nevanhu vaMwari and that is wrong. Tinomirira kuverengerwa Bible nasome one uye agodudzir
03/11/2025
Jesus is the Savior of the world.
John 14:6
I am the way, the truth, and the life: no man cometh unto the Father, but by me.
Before Heavenly Father sent us to earth, He chose Jesus Christ to be our leader and Savior.
13/03/2025
_*DAILY BREAD*_
_*Make Sure You Suit Up.*_
“Put on the full armor of God [for His precepts are like the splendid armor of a heavily-armed soldier], so that you may be able to [successfully] stand up against all the schemes and the strategies and the deceits of the devil” Ephesians 6:11, Amplified.
If God tells us to put on the whole armor, we probably will need it. We are probably going to be shot at by the devil. Yet, when we get hit, we wonder what happened or where was God? He was in the armor.
Some of us can ignorantly perceive that we aren’t in a spiritual war when we are. There is an adversary that plans against you. However, it is great to know that God's plans are for you. He has a plan, a way, to prosper us regardless of the situation. When you put on the full armor of God, the weapon may get formed, but it won’t succeed. No matter the circumstance, you will handle it with power, wisdom, and fortitude. I know there are important things to do in your life today, but nothing is more important than the armor of God. Just as you dress properly naturally for your day, dress properly, spiritually strong in your life. Make sure you take the time to suit up today!
*Prayer:* Father, thank you for speaking to me. Help me to get suited up every day. I ask for the grace to pray and put on your full armor each day. The devil’s plans won’t succeed against me. Only your plan for my life will. I suit up now, and I receive victory, power, and wisdom for any given situation. In Jesus’ name, Amen! Good day.
For More +263775509041 _*Dr Owen Chayil*_
*_LET LOVE LEAD_*