Veduwe,hama dza,Zvipore naMavhurama vema content,eVicks eChuru,imbokayidzayi vana vavakuzvinyanya,toshaya pekutarisa nemaitiro ema former student edu
Chomusenda secondary school
Knowledge is power to success
Ko vanhu vakaenda kuChando modzoka rini ,kana kuzombotitengerawo mabhuku Aya amayiba chayiwo,or jersy
24/02/2024
Former mates,name them
Soon we will open an account for diasporians ,so they help us with other projects,to develop our school
29/06/2023
I think CCC ndiyo chayiyo,vana demagogue,ana Nyari, Proffesor murege madir enyu
Nyika yadu yazova Worse ayichaite kunge kare,morangarira nguva yaZvinowanda tayifara seyi,frizit raita marii
If anybody sees my classmates,tell they I miss them
Vari kuJhb,vanoda kujoiner Burial society,whatspay 0849662242,musazoremerwa,kuunza chituna kumusha
vote CCC for real change
Nyaya yemaBhinya,ndeyechokwadi,muchenjerere
Chomsenda,woye
Click here to claim your Sponsored Listing.
Location
Category
Website
Address
Mberengwa